zvinoita here kuti mukadz audze murume wake kut handisi kuguta nhengo idiki?

0
689
Lily Mawoyunhu asinga kufadze pa bonde u were suppose to taste the waters first
  • Shumirayi Mavunganidze Une uchiita yekumedza here?
  • Reginald Chipfuwamiti Vakadzi tibatsirei ,Majority yevakadzi about 80% inoda iya inoti ndiii kupinda zvokuti haisiye kana kaSpace kemhepo kureva kana yokurunga nokukwesha inonyerekedza bori rose ropisa kuti tuuu mkadzi wotunda katatu kana runa wozonzwa mkono eodzvova wozova basa rabatwa manje kamwe kanobva katobuda nokukosora chaiko kana kuburitswa nechikapa😂😂😂.Guys panofamba Argos neHonda fit panotosiyana hatitaurei chokwadi😂😂😂😂
  • Lydia Mazorodze Yes zvinoita
  • Bertha Dudzai Musiiwa Kuzvindiwana YES ZVINOITA CHAIZVO .INI NDAKAZVITAURA
    View 3 more replies
  • Emelia Moyo Kwazvo!!!!
  • Albert Chikanya akati kune nhengo diki ndiyani iyoyo inotundisa munhu
  • Zhou Welli Ngaasiyane nekudukuka kwayo bt angomuudza bedzi kt handic kunyatsoinzwa nemuto wayo
  • David Bushman Saka uneuchida adii horyt kna wamuudza iwewewo wozodii fti aftr tht imikka
  • Tinah Kasamu Haaa roora wezera rako unomugutsa
  • Forget Wemba Why not?
  • Mai Makamure Takaindisa Pakaipa kkkkkkkkkkk
  • Joseph Chakawa Kkkkkkkk Ma 1 Hazvitaurike izvezvo kkkkkk
  • Joseph Chakawa Kuudza Murume kuti Handisi kuguta Nhengo yako idiki unenge uchida kuti Aite Sei airebese ega Here ivo Mwari vakamupa iri Diki kumuudza Hazviite kuti iite Hombe saka hazvishandi Guys Better kungonyarara uchitadza kuiguta unyerere Ndiyo yaunenge wada saka Gutsikana Nediki iyoyo kkkkkkk
    • Chenai Mabeza Saka ndoti ndiri mumarriage pakayi nhai Josee icho chiricho chikuru chandinenge ndakafambira
    • Victor Hove Siya uinde unotsvaka zidanda raurikuda
  • Purity Muvirimi Ndiye akurisa nhengo iri right
    View 2 more replies
  • Grace Chikobvu size haina kana basa, chinogutsa kugona kuishandisa. romance first ikanyatsoitwa nemazvo ummmm size hauzomboiteerera. kakatapirirwa neromace kanosakura kakadaro mukatoita Mapatya chaiwo. nyays hombe iri kuromance nekuti romance chaiyo iksnyatsoitwa nemSee more
    View 4 more replies
  • Pee Wa Mai Pee Never,bonde sandi sadza.ita zviripo utore kuzorora
  • Prince Zvakavapano Yea coz iye anenge achitoshaya kuti oudza mkadzi wake sei kuti dish rako remvura iri ma1. Rotoda 7 dzakanamwa ne sellotape
  • Andrew Sibanda Hazviite
  • Mencista P Fortue Chikko Ehe ko kuroorwa imhosva here akatonaka anokuudza chokwad kuti ugadzirise pane anonogutira panze
  • Jonathan Maweto saka ukamuudza ndokuti ikure here kana iri diki idiki chokwadi chiri bhoo saka uchazoita sei zvawaziva idiki becoz murume hakusi kuti anoidawo diki ,kujairira vanhu diki hombe yacho unoiwana kupi ,ko ukasvika ikoko kwacho ukashaya hombe ucharamba uchSee more
  • Mencista P Fortue Chikko Kungoti murume unoona sewachorwa mind u munhu anoda yake nekuda iwewe anobuda pachena some of u guys munongoitira kuzvifadza wokanganwa umwe wako anoda wo kufara pamwe newe
    • Jonathan Maweto yaah ukataura zvekugona kuita basa zvoita kwete size idiki hazviite apo mune more than 5 yrs muchigara mese waidii kutaura kare kuti idiki
    • Mencista P Fortue Chikko Jonathan Maweto imi varume munoda here kuudzwa chokwadi munoda those vafaker love Ava vanobuda pachena hamuvade I believe kuti if u communicate with your patner zvinoyendeka
    View 2 more replies
  • Meckson Mudiwa Uuummm izvi hazviiti asi kana asisachakuda anokudza
  • Precocious Mutusva Kkkkkkk panenge pakambopinda dzakawande before iwewe saka panonetsa kt Zvinyatso matcher
  • Wawa Gunzvi Zvehombe nediki zvave zvema born free itotiudzai kuti muri kuzodii kana maziva .Vamwa taisatoziva kuti zvakasiyana Takizvinzwa nevana vakazvarwa nediki dzacho
  • Enori Tapu Yes bt unobvunzwa kwawakaona hombe yacho+waisaona size yebhutsu here bcz below size 8 dora
  • Emily Mhembere Guys romance ne communication mubedroom zvakakosha because ukasadaro unokwara mubhora
    • Richard Richie its true kwete kuita kunge vanhu vakuita zvinonyadzisira kumakuva nxaa
  • Dubi Sewu Hombe akaionepi
  • Lydia Kapitapita Nyamandi I had neva hed of a man anofara kuudzwa chokwadi wadiii kungonyarara n find yo solutions quietly cz hondo yacho haiperi
    • Stanely Nhemachena tinoudzwa isu but zvine rudo.izvo zvesokulution quitely kuzungaira coz you wont like the end result
  • Moses Chikus Unofanirwa kugadzirwa pachivanhu iwe unofanira kuziva kuti paunozvara mwana kana nhengo yomurure ingazokura kudaro .chimwe chinhu murume vaunaye haasi vavakatanga naye zvasiyana apa you compare kovadii kudzora
  • Clopatra Maringe KANA UKADZOITA ZVINONDISVOTA NDOPANDINOKUDZA IPAPO
  • Sithabile Ndhlovu hombe inomu gutsa akayi wonepi
  • Mavis Mupoperi Eye unoda audze ani ahure here bonde kutaurirana ndokuti mukadzi asahura gamuchira zvamataurirana kwete kuti ongonyara iwe kana ataura chiita action nezvataurwa ugadzirise uchengetendze marriage yako ukaone mukadzi asingakutaudze pabonde ziva kuti arikSee more
  • Clementine Matsekwa Chandalala Kutsvaga ma1 ikoko hombe makaionep
  • Hazel Muza Chorovesa ichi
  • Timothy Dube Hombe anenge akaionepi
    View 1 more reply
  • Norman Dumbura Ndo paye patinoti mvana dzamunotora idzi APO aisanga ne zimhungu iwe zvako ineka dik.
  • Kevy Tino Ruhukwa hpana chakaipa kutaura chokwadi bt hombe yacho akainzwirepi? ma1 otanga hawo zvee
  • Tadiwanashe CK zvinotoita panetumwe twacho iiii
  • Sandra Maswera Zvine size here nhaiyewo zviri mumusoro
  • Sikhangezile Ngwenya CHERO DIKI INOGUTSA WANZAI ROMANCE ZVAKANYANYA
  • Loice Pagiwa Shandisai mese mushe nt kt chidiki, onerai pamwe
  • Elizabeth Maulid Mkandawire Hazvitaurwe saizvozvo kana asikuguta anotaura kuti ndikusara nenzara kwete zvekuti nhengo idiki ummm hakuna mudzimai akadaro unless asisakude
  • Magwani Zebedia Victor Nengo diki ine ma cm mangani nhai
    • Mavis Mupoperi Hanzi sekadora kavamachesu kakataurwa ne girlfriend yavo gore riye ndopakatingira nyaya yenhengo diki
    • Magwani Zebedia Victor Klkkkk but iwew unoda inotangira pachii
    View 2 more replies
  • Sarah Ngundu Hazviite nekuti hazvina solution so why say it
  • Henry Muzira Hombe yacho akaiona kupi
  • Richard Mangonjo Ehe bcz akasataura anohura
  • Soko Mutinha Zvinoputsa musha ingozviitira plan yako wakanyarara chikuru kuzivikanwa kunzi uri mai nhingi iwe ita plan urimo mumba
    View 2 more replies
  • Clive W Mhise haaaa kuwana kunongoda wekuzvitangira kana akambosangana nana mandigo kadora kako haazombokahwa kkkkkkkk vanowana tsvagai mhandara anongokajaira kakadaro bcz kana akambonzwa shanu anokuudza kt aisviki paisvika ya peeter
  • Mavis Mupoperi Iri diki haina sweat so long achiziva kubata amai mumba zvino varume havachazivi vanoti kurara pamusoro pemukadzi ndokugona zvodawo kutaurirana chaiko munoita kuti mafeelings aamai kwete kuti apa baba varikunhuwa doro fodya apa akadhakwa unoda kuti mwaSee more
  • Nomatter Maphosa Chero ukataura kuti idiki ndipo painozokura here ndipo pamokonana wonxi chiyenda kuhombe dzacho wotsamws futi kana muchigara mese chitambai mese mujairane kana musati mava mese siyana naye pachipedo
    View more replies
  • Beekay Maguh Its better ataure it shows her faithfulness and u work out together kuti zviite pane kunyarara
  • Ratidzo Sandra Dube Chihombori Saka oty aguta asina here. Murume Akanzw a mvura anotaura wani
  • Tapiwa Mupfururi Thanks beekay wabaya dede nemkanwa
  • Mavis Mupoperi Ukaona murume anoudza mukadzi kuti hombe wakaionepi plus wandiudzirei haagone bonde anoda kutodzidziswa mazuvano kwava nezvina nema advisor nema organisation places anodzidzisa anamai zvese nemamiriro akaita nhengo dzanababa dziri normal nedziri abnormal nedzinomira zvirinormal nedzaka in larger mashandire adzo zvakudzidziswa anamai don’t blem them pliz Havana kwavakadxiona but varikudzidziswa
  • Ephraim Ndhlovu Hombe anenge akaiona kupi joki
    • Beekay Maguh Ephraim Ndhlovu usati joki, iwe hauzive here kuti kune matinji chero usati wamaona, these days kune technology shaa ma porno amoona unoti haaone kuti pane hombe dxonaka
  • Mavis Mupoperi Even Ma this day kwakuumbwa futi vanamai kuwedzera magaro mahips etc saka musashore vanamai varikuzvidzidza through ma aganastion iwayo plus ma social media iwaya
  • Kennedy Kutira Zvinoita
  • Sinikiwe Mtombeni Ehe zvoita kkkkkk
  • Ivy Matongo Muchemwa Hombe akaizivira kup
  • Godfrey Chopamba Nyaya yebonde these days yakunetsa nekuti vazhinji vakuroorwa dzabvandara ,so anenge akapedza dzese.asi nenyaya yekuti Mwari haakupi zvese pamwe pacho and hombe inogutsa pamwe haawane or haarore so vatadzi Ava nekuti hupenyu hwakanaka anoenda Kuna jonh ane diki asi iye Peter anehombe aripo
  • Farai Mufutaz Hombe yacho akainzworepi zvinhu zvirisikireti kudaro
  • Andrew Majuta Mpofu ZVINOITA NDOOZVAANENGE ACHINZWA
  • Angeline Nhliziyo Hapana asingaziwe kuguta chero kacheche kakaguta porridge unoona kosvipa.
  • Washington Muvimbi Mudzewo kuti beche rinoita richisungwa kwete kungo zhadabura makumbo kana kugeza necold water kana kushandisa mudzora panyo
  • Albert Dube Hakuna hre kwadzinowedzerwa mboro idzi coz dzimba zhinji dzichaparara nekuda kwe mboro diki
    • Bothwell Mkombo Albert Dube yaunayo yamanaka nokuti inesimba rekupinda yoga. Ukanzwa vakawedzera mboro nemishonga vavakuchema. Rinenge rangoti rabada woita rekusundira mumhata iwe.
  • Matthew Mapolisa Anenge akambonzwa hombe kwaani
  • Joel Samaita Ngorivo Zvakashata nokuti murume haadi kusvorwa pabonde, oita sei iriiyo yaanayo. Mai ivavo kune kwavanonzwa hombe. Varume musanyengedzwa muchinnzi endai munokudza nhengo, mukadzi akadaro anokuudza kuti yakurisa haichanaki apa haichaiti kuti iite diki
  • Ngwenya Virginia ehe unoda kuti anyarare
  • Rai A Mao Chibandambira Chaa Chingwa here chisingagutse nehudiki,zivai zvayo zvekuita mudzimba umo
  • Stêvê Stěvěnś Juss buy him tht n zvako zvaita
    No photo description available.
  • Maxwell Nhokwara Ndozvinonetsa kana ukaroora mukadzi akavhurwa nevamwe kare she starts to compare nemaroverwo aitwa naJonzo nemurovero wawava kumuita iwewe anenge achitonzwa kunge pasina zviri kuitika.just tel her ndiyo yandinayo mai mwana
  • Joyline Mbarwa Aaaa ameno ikoko, muudzewo kuti wakashata KKK titi for tati
  • Fainah Zavare Hongu than kt munhu ahure bt problem varume havadi kuudzwa chokwadi , unotonzwa munhu akuti inogutsa wakainzwepi wat wat hazvirev kt kana urimukadzi wamusungwa ko kana ndisina kutanga kurara newe chete
    • Manford Sibangani Saka ini ndoita seyi pakuda solution apa
    • Baba Rufaro Saka unenge uchichida kuti aite sei ko kana uriiwe une mugodhi we shabhani
    View 4 more replies
  • Morres Mbewe Ane hombe inenge yakareba sei ko diameter.ko abnormal.ndofunga yangu iri abnormal
  • Mahlabezulu Ndlovu Hongu zoita
  • Kudakwashe Muchechesi Kutaura kurinani
  • Liberty Quinton Masasa Zvinemakuva zvinengozi panofiwa
  • Mai Nico Vacho Stereki hanzi mwana asinga cheme anofira mumbereko
  • Crown Ndawi Hazviite
  • Trymore Shindii Pane dzimwe nyaya dzisinga vidzi zuva
  • Edmore Madiwa Kumuudza kt handisi kuguta bonde zvinoita,bt kuzoti nhengo idiki haa imba inoputsika anokubvunza kt hombe wakaiona kupi chiyenda ikoko
  • Spinwell Chaora Make efforts and styles that suits zvamunazvo , when you communicate your issue don’t seem as if the issue has come to a deadlock pekuti murume anoona seari useless zvekunge achacommitter suicide.
    Let it be a constructive conversation full of love. I See more
  • Spinwell Chaora Note /seari useless
  • Diana Muvhara Chero ukamuudza anodii nekuti ndoinenge iripo
  • Charline Chigwa Kana ari high way its possible koz anenge anjaira ma extra large .iwe apa une small atokuudza .Asi kana wakamuona ari. Virgin its possible akakuudza kuti idiki anenge akuhura
  • Kennedy Kabvura Kumuudza kwakutorambana kune mishonga wani iri kushambadzwa pamawairesi idiki kuita 5cm here
  • Diana Kupuka Hazvite
  • Vladmir Iich Uiyanovh Lenin Ko kana anediki wamuudza unoda aitesei, inodiridzwa here kuti ikure ,muudze akuratidze kwekuwana hombe yaunenge uchida iyoyo ini ndikakuudza kuti beche rako harinaki unodii.
  • Munyaradzi Gombaz Hombe yacho akaiona kunani
    • Mavis Mupoperi Kutongera chitoriro kutaurirana kunovaka musha akanyara asingagute ohura here nekuti hamudi kuudzwa
    • Shepard Tafira Saka kana mukataurirana moti todii totsvaga mushonga weenlargment here
    View 1 more reply
  • Mavis Mupoperi Woita mukadzi mudhafu anemazigaro nezidumbu woita kanhengo kadora kana newewo unoti kanosvikepi haaaa kkkkkk hazviiiti varikufa nenzara especially vakadzi madhafu murikufa nenzara kkkkkk
  • Francis Matsikamwaando Zvinoita kana chiri chidoko chipoyo chacho unoda kuti zvinyararirwe chii
  • Authur Mukuruva Yakakura anenge akaionepiko?

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here