Mushonga wekubata mukadzi achihura unowanikwepi.

0
559

Mushonga wekubata mukadzi achihura unowanikwa kunowanikwa mushonga wekubata murume achihura.

Wadireiko kuti mukadzi wako ahure ugomubata. Zviri nani kubata mukadzi wako zvakanaka kuti asafunga zvokuhura. Hazvinetsi kubata mukadzi/murume zvakanaka.

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here