KUNYENGA MUKOMANA

0
284

1.Hapana kana chakaipa my dear kuudza mukomana kuti unomuda, kana chibodzi zvacho.Hapana chinorwadza pano pasi pezuva sekuona munhu waunoda, munhu awaikwanisa kuudza kuti ndinokuda, achinodanana nemumwe vachitozopengesana. It really hurts, it really pains.Unoita heartbreak ka, to be honest. Nemunhu asina kumbobvira aziva kuti unomuda.But first, tinoda kuti uzive something before you make a move because toda kumurongera mukomana iyeye detante chairo and paunoita move rako chete anozopengenuka mane vana vatatu.

black male curly hairstyles 172161 Attractive handsome black male model green eyes lips curly hair

Unoona mukomana wese ane zvaanoda pamusikana waanozoda kuti aite mudzimai wake. Mukomana wese ane type yemusikana waanoda.Zvinotanga pa physical chaipo.Kana achida vadhafu iwe uri muslim nyangwe uite sei kazhinji he wont turn.Kana achida maslim iwe uri mudhafu you might regret wasting your time. Hatingadi kuswerokunyebera nekukufadza nenhema kuti hee body haina basa,chine basa moyo.Body ine basa.Murume anoda moyo wakanaka uri mubody yaari sexually attracted to.Thats reality.

2.Chepiri be sure kuti munhu ari right wekuti anorooreka naye.Is he ready spritually, physically, psychologically and financially? Can he be faithful and respect you?All that makes a good man.

3.Chetatu, Its simple. Just be his ‘model’ woman. Pakuve model woman I mean try as much to click with him pane zvaanoda, mafungire ake, maitire etc zvekuti anoti this is my ideal woman, but uchisiya room yekuti mangwana you can compromise a bit. Haungade kudiwa na Doctor iwe usingagone kuita handle any meaningful conversation on general knowledge about health.Haungade kudiwa na Lawyer iwe usiri open-minded, hauzive current affairs, hausiri that objective ndimi vaya vanongoti vakanzwa kuti nhingi adai makuto believa.It wont work.He sees you as dull and ignorant. Haungade kudiwa na politician iwe uri gwara usina confidence.It wont work. Ukabata ipapa then we are good to go.

4.Tanga kumusendera zvima suggestive messages. “Good morning, masikati uko, ko kuti zii nhai, ndiri kukufunga hangu kkkk,hande kumba shaa, wasvika here, good night sweetie ooh sorry, nyt Ben”. But dont cloud him. Unozviita pama periods ari kure. Zviite for a week kutanga nhasi, nhasi chaiye.

5.Chiita ma calls ari programmed. Kana iri 8 am, 1 pm, 10 pm everyday make sure you call that same time everyday. Apa unenge wakumuita psychological attachment. Ukazviita everyday for two weeks musi waunoregedza unoona akukubvunza kuti ko kwakanaka here nhasi. Woziva kuti chachaya.

6.When you begin the calls, third day chitanga zvima romantic messages zvine ka praise mukati,” i really feel am lucky to have you as a friend, im still smiling at your joke ufunge never knew all this time you were such a character,am home just bored hun really wish you were here tichingotaura zvedu nyaya, ndabika (favourite food yake) dai uripo would be nice seeing you eat zvandabika..” something like that.

7.Buy him ka small present, like tumasocks chaitwo, a watch or even just shorts.

8. This is a killer now: Kana aine mwana bvunza mwana wake daily.” Ari sei Fafie, kaFafie kaswera sei, kaFafie muri kukaitirei pa Christmas or for birthday, ndokaona rinhi nhai Fafie kangu.” Usakanganwe his mom.Always ask how mom is doing, ambovafonera here, ambotaura navo here vari pa medical aid here etc. This one will literary throw him to you most times.And kana waroorwa don’t stop.

9.Ask him to go out naye and thats the day you seal the move; Pfeka kakaita kamini sort of kekuti wagara kanobuditsa a small part of your thighs so. Zora zvidya mafuta zvekuti zvinonyatsoita juicy and creamy.Isa ka deo kanonakidza. Hiri yako mugumbo.Kana aine mota wakagara zvako papassenger seat uchimbotsika pafloor netip hemahiri chete skirt yoti kwirei woidzora kunge usiri kuda kuti ikwire.Make sure anoona.Get into conversation and tell him like uri kuda his opinion (and pretend to value his opinion so much), tell him about your past relationship and heartbreak yawakaita even yekunyeba and how you are the type of person who falls completely in love, will never cheat etc and now you are over it especially because of friends like him.Tell him how ready you are to be a wife to a man who is ready.Bond with him in words.Unenge wasucceeder kubata his mental,psychological and sexual attraction.Murume ukamudaro wamupedza naye.Makuparadzana womupa a tight hug and a kiss on the cheek.You will come back with feedback. But remember: Never, never, never, ever sleep with him!.Vamwe varume vanototya, mwagwara.Vamwe vanenge vatogarawo vachikuda.Vamwe vanenge vasinganyatsokuone kwazvo.Why not take the lead?

Prepared by; Mike Pasi

facebook/Tough Talk with Mike: Kubudirana Pachena Nechokwadi Sezvachiri

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here